Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 11:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akanga ati, “Achatungamirira kundorwisa vaJebhusi ndiye achava mukuru wavarwi.” Joabhu mwanakomana waZeruya ndiye akatanga kuenda saka akapiwa utungamiri hwacho.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 11

Maonero 1 Makoronike 11:6 akapoteredza