Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 11:44-47 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

44. Uzia muAshiterati, Shama naJeyeri vanakomana vaHotamu muAroeri,

45. Jedhieri mwanakonama waShimiri, munun'una wake Joha muTizi,

46. Erieri muMahavhi, Jeribhai naJoshavia vanakomana vaErinaami, muMoabhu,

47. Erieri, Obhedhi naJaasieri muMezobhai.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 11