Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 11:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye akauraya muIjipita akanga akareba makubhiti mashanua. Kunyange zvazvo muIjipita akanga akapakata pfumo rainge tsvimbo yomuruki muruoko rwake, Bhenaya akamurwisa netsvimbo. Akabvuta pfumo kubva muruoko rwomuIjipita akamuuraya nepfumo rake.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 11

Maonero 1 Makoronike 11:23 akapoteredza