Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 11:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Abhishai munun'una waJoabhu akanga ari mukuru waVatatu Ava. Akasimudza pfumo rake kuti arwise varume mazana matatu, akavauraya, uye akava nomukurumbira saVatatu Vaya.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 11

Maonero 1 Makoronike 11:20 akapoteredza