Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 6:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Bapiro rimwe chete rekerubhi rokutanga rakanga rakareba makubhiti mashanu, uye rimwe bapiro rakanga rakareba makubhiti mashanu, makubhiti gumi kubva pamuromo perimwe bapiro kusvika pamuromo perimwe bapiro.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 6

Maonero 1 Madzimambo 6:24 akapoteredza