Ahishari aiva mutariri womuzinda wamambo;Adhoniramu, mwanakomana waAbhudha aiva mutariri wechibharo.