Azaria mwanakomana waNatani aiva mukuru wavatariri;Zabhudhi mwanakomana waNatani aiva muprista neshamwari yamambo;