Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 21:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Ahabhu akaenda kumba akasuwa uye akashatirwa nokuti Nabhoti muJezireeri akanga ati, “Handisi kuzokupai nhaka yamadzibaba angu.” Akarara pamubheda wake akazvidya mwoyo, akaramba kudya.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 21

Maonero 1 Madzimambo 21:4 akapoteredza