Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 17:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akadanidzira kuna Jehovha akati, “Haiwa, Jehovha Mwari wangu, mauyisawo here dambudziko pachirikadzi iyi yandiri kugara nayo, nokuuraya mwanakomana wayo?”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 17

Maonero 1 Madzimambo 17:20 akapoteredza