Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 17:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Eria akapindura akati, “Ndipe mwanakomana wako kuno.” Akamutora kubva mumaoko ake, akamutakura akaenda naye kuimba yapamusoro yaaigara, akamuradzika pamubhedha wake.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 17

Maonero 1 Madzimambo 17:19 akapoteredza