Abhija akazorora namadzibaba ake uye akavigwa muguta raDhavhidhi. Asa, mwanakomana wake, akamutevera paumambo.