Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 15:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti Dhavhidhi akanga aita zvakanga zvakarurama pamberi paJehovha uye akanga asina kutadza kuchengeta kana ipi zvayo yemirayiro yaJehovha mumazuva ose oupenyu hwake, kunze kwenyaya yaUria muHiti.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 15

Maonero 1 Madzimambo 15:5 akapoteredza