Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 14:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo mukadzi waJerobhoamu akaita sezvaakataura akaenda kumba kwaAhija muShiro. Zvino Ahija akanga asisaoni; meso ake akanga asisaone nokuti akanga akwegura.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 14

Maonero 1 Madzimambo 14:4 akapoteredza