Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 13:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akadanidzira kuaritari akati, “Iwe aritari, aritari! Zvanzi naJehovha, ‘Mwanakomana anonzi Josia achaberekwa muimba yaDhavhidhi. Vaprista vamatunhu akakwirira vari kupisira zvinonhuwira pano zvino, achavabayira pamusoro pako, uye mapfupa avanhu achapiswa pamusoro pako.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 13

Maonero 1 Madzimambo 13:2 akapoteredza