Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 13:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuda kweshoko raJehovha munhu waMwari akabva kuJudha akauya kuBheteri, Jerobhoamu paakanga akamira pedyo nearitari ava kupirisa zvinonhuwira.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 13

Maonero 1 Madzimambo 13:1 akapoteredza