Vachitya kurwadziwa kwaro, vachamira kure uye vagochema vachiti:“ ‘Nhamo! Nhamo, Iwe guta guru,Iwe Bhabhironi, guta resimba!Kuparara kwako kwasvika munguva imwe chete!’