Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvakazarurwa 14:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mumwe mutumwa akabuda mutemberi uye akadanidzira nenzwi guru kuna iye akanga agere pagore akati, “Tora jeko rako ugokohwa, nokuti nguva yokukohwa yasvika, nokuti goho renyika raibva.”

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 14

Maonero Zvakazarurwa 14:15 akapoteredza