Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvakazarurwa 14:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakatarira, ipapo pamberi pangu pakanga pane gore jena, uye akanga agere pagore akanga ari mumwe “akaita somwanakomana womunhu” ane korona yegoridhe pamusoro wake uye ane jeko rinopinza muruoko rwake.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 14

Maonero Zvakazarurwa 14:14 akapoteredza