Naizvozvo farai,imi matenga nemi munogara maari!Asi mune nhamo imi nyika negungwa,nokuti dhiabhori aburuka kwamuri!Akatsamwa kwazvo,nokuti anoziva kuti nguva yake ipfupi.”