Testamende Yekare

Testamende Itsva

Varoma 16:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndinokukumbirai kuti mumugamuchire muna She sezvinofanira vatsvene uye mumubatsire pazvinhu zvose zvaangashayiwa, nokuti akabatsira zvikuru vanhu vazhinji, kusanganisira neniwo.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 16

Maonero Varoma 16:2 akapoteredza