Naizvozvo Israeri yose ichaponeswa, sezvazvakanyorwa zvichinzi:“PaZioni pachabuda musununguri;achabvisa kusada Mwari kuna Jakobho.