Uye Isaya, asingatyi anoti,“Ndakawanikwa navasina kunditsvaka;Ndakazviratidza kuna vaya vasina kunditsvaka.”