Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vahebheru 12:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tsungai pamatambudziko sokurangwa; Mwari anokubatai imi savanakomana. Nokuti ndoupiko mwanakomana asingarangwi nababa vake?

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 12

Maonero Vahebheru 12:7 akapoteredza