Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vahebheru 12:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chenjerai kuti murege kuramba iye anotaura. Kana ivo vasina kupunyuka pavakaramba iye akavayambira panyika, ko, kuzoti isu kana tikatsauka kubva kwaari anotiyambira kubva kudenga?

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 12

Maonero Vahebheru 12:25 akapoteredza