Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vahebheru 12:12-15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

12. Naizvozvo, simbisai maoko akaneta namabvi anoshayiwa simba.

13. “Gadzirirai tsoka dzenyu nzira dzakarurama,” kuitira kuti anokamhina arege kuremara, asi kuti aporeswe.

14. Itai zvose zvamungagona kuti muve vatsvene; pasina utsvene hapana munhu achaona Ishe.

15. Chenjerai kuti kurege kuva nomunhu anorasikirwa nenyasha dzaMwari uye kuti mudzi wokuvava urege kumera kuti ugotambudza uye ugosvibisa vazhinji.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 12