Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vahebheru 1:12-14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

12. Muchazvipeta sejasi;senguo zvichashandurwa.Asi imi munoramba makadaro,uye makore enyu haatongogumi.”

13. Ndoupi pakati pavatumwa Mwari waakamboti kwaari:“Gara kurudyi rwangu kusvikira ndaita vavengi vako chitsiko chetsoka dzako”?

14. Ko, vatumwa vose havazi mweya inoshumira yakatumwa kuzobatsira vaya vachadya nhaka yoruponeso here?

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 1