Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vagaratia 4:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvinhu izvi zvinofananidzira, nokuti vakadzi ava vanomirira sungano mbiri. Imwe sungano inobva paGomo reSinai uye inobereka vana vanofanira kuva nhapwa: Ndiye Hagari.

Verenga chitsauko zvakakwana Vagaratia 4

Maonero Vagaratia 4:24 akapoteredza