Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vafiripi 3:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chimwezve ndakati zvinhu zvose kurasikirwa hako kana zvichienzaniswa noukuru hunopfurikidza hwokuziva Kristu Jesu, Ishe wangu, nokuti nokuda kwake ndakarasikirwa nezvinhu zvose. Ndakazviita marara, kuti ndiwane Kristu.

Verenga chitsauko zvakakwana Vafiripi 3

Maonero Vafiripi 3:8 akapoteredza