Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vaefeso 6:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye munyengetere muMweya nguva dzose nemhando dzose dzeminyengetero nemikumbiro. Muine izvi mupfungwa dzenyu, murinde uye murambe muchinyengeterera vatsvene.

Verenga chitsauko zvakakwana Vaefeso 6

Maonero Vaefeso 6:18 akapoteredza