Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vaefeso 6:13-15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

13. Naizvozvo shongai nhumbi dzose dzokurwa nadzo dzaMwari, kuti panosvika zuva rakaipa, mugokwanisa kumira, uye mushure mokunge maita zvinhu zvose, kuti mumire.

14. Zvino mirai nesimba, makasunga bhanhire rechokwadi muchiuno chenyu, nechidzitiro chechipfuva chokururama,

15. uye tsoka dzenyu dzakashongedzwa negadziriro inobva pavhangeri rorugare.

Verenga chitsauko zvakakwana Vaefeso 6