Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vaefeso 5:11-14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

11. Musayanana namabasa erima, asi zviri nani kuafumura.

12. Nokuti zvinonyadza kureva zvinoitwa muchivande navana vasingateereri.

13. Asi zvinhu zvose zvinoratidzwa pachena nechiedza zvinobva zvaonekwa,

14. nokuti chiedza ndicho chinoratidza zvinhu zvose. Ndokusaka zvichinzi:“Muka, iwe muvati,muka kubva kuvakafa,Kristu achavhenekera pauri.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vaefeso 5