Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ruka 8:30-32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

30. Jesu akamubvunza akati, “Zita rako ndiwe ani?”Akapindura akati, “Regioni” nokuti madhimoni mazhinji akanga apinda maari.

31. Uye akaramba achimunyengetedza kuti arege kuarayira kuti aende kwakadzika.

32. Pakanga pane boka guru renguruve raifura mujinga mechikomo. Madhimoni akakumbirisa Jesu kuti aabvumire kupinda madziri, akaatendera.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 8