Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ruka 8:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti Jesu akanga arayira mweya wakaipa kuti ubude maari. Kazhinji waimubata, uye kunyange akange akasungwa nengetani mumaoko nomumakumbo uye akarindwa, aidambura ngetani uye oendeswa nedhimoni kurenje.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 8

Maonero Ruka 8:29 akapoteredza