Jesu akamupindura akati, “Simoni, ndine chinhu chandinoda kukutaurira.”Iye akati, “Ndiudzei henyu mudzidzisi.”