Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ruka 7:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino muFarisi uya akanga amukoka akati achiona izvi, akati mumwoyo make, “Dai munhu uyu anga ari muprofita, angadai aiziva kuti amubata ndiani uye kuti mukadzi uyu akaita sei, uye kuti mutadzi.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 7

Maonero Ruka 7:39 akapoteredza