Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ruka 7:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kuzoti ave kuswedera pasuwo reguta, munhu akafa akanga akatakurwa achiburitswa kunze, aingova mwanakomana mumwe chete wamai vake, uye vakanga vari chirikadzi. Uye vanhu vazhinji kwazvo vaibva muguta vaiva navo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 7

Maonero Ruka 7:12 akapoteredza