Makaropafadzwa imi kana vanhu vachikuvengai,vachikutsaurai uye vachikutukai, vachiramba zita renyu serakaipa,nokuda kwoMwanakomana woMunhu.