Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ruka 24:50-53 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

50. Akati avatungamirira kunze kweguta pedyo neBhetania, akatambanudza maoko ake akavaropafadza.

51. Achiri kuvaropafadza, akabva pavari akatorwa akakwidzwa kudenga.

52. Ipapo vakamunamata ndokubva vadzokera kuJerusarema nomufaro mukuru.

53. Uye vakaramba vari mutemberi, vachirumbidza Mwari nguva dzose.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 24