Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ruka 24:25-27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

25. Iye akati kwavari, “Haiwa imi vokusanzwisisa, uye vane mwoyo inononoka kutenda zvose zvakarehwa navaprofita!

26. Ko, Kristu akanga asingafaniri kutambudzika pazvinhu izvi agozopinda mukubwinya kwake here?”

27. Ipapo akatanga naMozisi navaprofita vose, akavatsanangurira zvakanyorwa pamusoro pake mumagwaro.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 24