Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ruka 24:1-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Nomusi wokutanga wevhiki, mambakwedza, vakadzi vaya vakatora zvinonhuwira zvavakanga vagadzira vakaenda kuguva.

2. Vakawana ibwe rakungurutswa kubva paguva,

3. asi vakati vapinda, vakashayiwa mutumbi waIshe Jesu.

4. Pavakanga vachiri kushamisika nazvo, pakarepo varume vaviri vakanga vakapfeka nguo chena dzaipenya semheni vakamira parutivi pavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 24