Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ruka 22:63-66 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

63. Varume vakanga vachirinda Jesu vakatanga kumuseka nokumurova.

64. Vakamusunga kumeso vakati, “Profita! Ndiani akurova?”

65. uye vakataura zvimwe zvinhu zvizhinji kwaari vachimutuka.

66. Kuzoti kwaedza dare ravakuru vavanhu, vose vaprista vakuru navadzidzisi vomurayiro, vakasangana pamwe chete, uye Jesu akamiswa pamberi pavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 22