Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ruka 20:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nerimwe ramazuva paakanga achidzidzisa vanhu mutemberi uye achiparidza vhangeri, vaprista vakuru navadzidzisi vomurayiro, pamwe chete navakuru, vakasvika kwaari.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 20

Maonero Ruka 20:1 akapoteredza