Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ruka 2:49-52 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

49. Iye akati, Manga muchinditsvakireiko? “Manga musingazivi here kuti ndaifanira kunge ndiri mumba mababa vangu?”

50. Asi havana kunzwisisa zvaaireva kwavari.

51. Ipapo akaburuka navo kuNazareta uye akavateerera. Asi mai vake vakachengeta zvinhu zvose izvi mumwoyo mavo.

52. Uye Jesu akakura muuchenjeri nomumhu, uye achidiwa naMwari uye navanhu.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 2