Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ruka 2:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino kwakanga kuno murume aiva muJerusarema ainzi Simeoni, akanga akarurama uye aida Mwari. Akanga akamirira kunyaradzwa kwavaIsraeri, uye Mweya Mutsvene waiva pamusoro pake.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 2

Maonero Ruka 2:25 akapoteredza