Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ruka 13:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Zvino panguva iyoyo vamwe vaivapo vakaudza Jesu nezvavaGarirea vakanga vavhenganisirwa ropa ravo nezvibayiro zvavo naPirato.

2. Jesu akapindura akati, “Munofunga kuti vaGarirea ava vakanga vari vatadzi zvakanyanya kupfuura vose here zvavakatambudzika nenzira iyi?

3. Ndinokuudzai kuti kwete! Asi kana musingatendeuki, nemiwo mucharaswa mose.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 13