Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mateo 20:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akabvunza akati, “Munodeiko?” Ivo vakati, “Itaiwo kuti mumwe wavanakomana vangu vaviri ava agare kuruoko rwenyu rworudyi uye mumwe kuruboshwe rwenyu muumambo hwenyu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 20

Maonero Mateo 20:21 akapoteredza