Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mateo 15:25-27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

25. Mukadzi uya akauya akasvikopfugama pamberi pake akati, “Ishe, ndibatsireiwo!”

26. Akapindura akati, “Hazvina kunaka kutora chingwa chavana muchichikandira imbwa.”

27. Mukadzi uya akati, “Hongu Ishe, kunyange nembwa dzinodyawo zvimedu zvinodonha kubva patafura yatenzi wadzo.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 15