Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mateo 13:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana munhu akanzwa shoko roumambo, akasarinzwisisa, akaipa anouya osvikobvuta zviya zvanga zvadyarwa mumwoyo make. Iyi ndiyo mbeu yakakushwa munzira.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 13

Maonero Mateo 13:19 akapoteredza