Nokuti mwoyo yavanhu ava mikukutu,havatombonzwi nenzeve dzavo,uye vakatsinzina meso avo.Zvichida vangaona nameso avo, vakanzwa nenzeve dzavo,vakanzwisisa nemwoyo yavo,vakapinduka,uye ndigovaporesa.’