Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mateo 11:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panguva iyoyo Jesu akati, “Ndinokurumbidzai Baba, Ishe wedenga nenyika, nokuti makavanza zvinhu izvi kuna vakachenjera navakadzidza, uye mukazvizarurira kuvana vaduku.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 11

Maonero Mateo 11:25 akapoteredza